Joshua 11:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi maguta akaŋga ari paɀikomo ɀaʋo, ʋaIsraeri haʋana‐kuapisa kunyaŋge nerimŋe cete, asi Hazori cete; Joshua wakapisa irero.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaIsraeri havana kupisa kana rimwe ramaguta akanga akavakwa pazvikomo zvavo, kusara kweHazori chete, rakapiswa naJoshua.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vaIsiraeri havana kupisa maguta akanga akavakirwa pakatunhumara, kusiya guta reHazori rakapiswa naJoshuwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi maguta akanga ari pazvikomo zvavo, vaIsiraeri havana kuapisa kunyange nerimwe chete, asi Hazori chete; Joshua wakapisa irero.
Shona 2009?
Asi maguta akanga ari pazvikomo zvavo, vaIsiraeri havana kuapisa kunyange nerimwe chete, asi Hazori chete; Joshua wakapisa irero.
Shona SUB 2002 Bible
Asi maguta akanga ari pazvikomo zvavo, VaIsiraeri havana kuapisa kunyangwe nerimwechete, asi Hazoru chete; Joshua wakapisa irero.