Joshua 11:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madzimambo awa ose akaʋuŋgana, ʋakaʋuya pamŋe cete kuʋaka misasa yaʋo pamvura yeMeromi, kuzorwa naʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzimambo ose aya akaungana vakavaka musasa pamwe chete paMvura yeMeromi, kuti vazorwa navaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzimambo iwaya akaunganidza pamwechete hondo dzavo dzose akadzika matendhe avo kubani remvura rokuMeromu kundorwisana navaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzimambo awa ose akaungana, vakauya pamwechete kuvaka misasa yavo pamvura yeMeromi, kuzorwa navaIsiraeri.
Shona 2009?
Madzimambo awa ose akaungana, vakauya pamwechete kuvaka misasa yavo pamvura yeMeromi, kuzorwa navaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Madzimambo awa ose akaungana, vakauya pamwechete kuvaka misasa yavo pamvura yeMeromi, kuzorwa naVaIsiraeri.