Joshua 12:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nerenje, kuȿikira paguŋgwa reKineroti kumabvazuʋa, nokuȿikira paguŋgwa rerenje, iro Guŋgwa roMunyu, kumabvazuʋa nenzira inoenda Beti‐jeshimoti; nokurutiʋi rwezasi pajiŋga pePisga;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatongawo kumabvazuva eArabha kubva kuGungwa reKinereti kusvikira kuGungwa reArabha (Gungwa roMunyu), kusvikira kuBheti Jeshimoti, nokurutivi rwezasi nyasi kwemawere ePisiga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yaibvirawo kuArabha kusvikira kugungwa reKinereti kumabvazuva takananga kuBhetijeshimoti kugungwa reArabha, gungwa roMunyu, yonanga kuBhetijeshimoti kumaodzanyemba kusvikira mujinga megomo rePisiga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nerenje, kusvikira pagungwa reKineroti kumabvazuva, nokusvikira pagungwa rerenje, iro Gungwa roMunyu, kumabvazuva nenzira inoenda Bheti‐jeshimoti; nokurutivi rwezasi pajinga pePisiga;
Shona 2009?
nerenje, kusvikira pagungwa reKineroti kumabvazuva, nokusvikira pagungwa rerenje, iro Gungwa roMunyu, kumabvazuva nenzira inoenda Bhetijeshimoti; nokurutivi rwezasi pajinga pePisiga;
Shona SUB 2002 Bible
nerenje kusvikira paGungwa reKineroti kumabvazuva, nokusvikira paGungwa rerenje, iro Gungwa Romunyu, kumabvazuva nenzira inoenda Bheti–jeshimoti nokurutivi rwezasi pajinga pePisiga;