Joshua 13:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yaʋo yakabva paAroeri, parutiʋi rwomupata weArnoni, neguta raiʋa pakati pomupata, neɓani rose paMedeba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yose kubva kuAroeri, nechokumucheto kwoMupata weArinoni, uye kubva muguta pakati pomupata, bani rose kupfuura Medhebha
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvira kuAroero pamucheto webani raArinoni ichibvira muguta riri pakati pebani, nenyika yose yakatunhumara yokuMedhebha
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yavo yakabva paAroeri, parutivi rwomupata weArinoni, neguta raiva pakati pomupata, nebani rose paMedhebha;
Shona 2009?
Nyika yavo yakabva paAroeri, parutivi rwomupata weArinoni, neguta raiva pakati pomupata, nebani rose paMedhebha;
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yavo yakabva paAroeri, parutivi rwomupata weArinoni, neguta raiva pakati pomupata, nebani rose paMedhebha;