Joshua 13:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Barami, mŋanakomana waBeori, muʋuki, naiye ʋo wakaʋurawa nomunondo naʋana ʋaIsraeri pakati paʋamŋe ʋakaʋurawa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuchiverengwa navaya vakanga vaurayiwa muhondo, vaIsraeri vakanga vauraya nomunondo Bharamu mwanakomana waBheori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhiriamu mwanakomana waBheori uya aiita maminimini uya akaurayiwawo navaIsiraeri pamwechete navamwe vavakauraya namapakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bharamu, mwanakomana waBheori, muvuki, naiyewo wakaurawa nomunondo navana vaIsiraeri pakati pavamwe vakaurawa navo.
Shona 2009?
Bharamu, mwanakomana waBheori, muvuki, naiyewo wakaurawa nomunondo navana vaIsiraeri pakati pavamwe vakaurawa navo.
Shona SUB 2002 Bible
Bharamu, mwanakomana waBheori, muuuki, naiyewo wakaurayiwa nomunondo navana VaIsiraeri pakati pavamwe vakaurayiwa navo.