Joshua 13:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muganho waʋana ʋaRubeni rwakaŋga ruri Joridani nenyika yarwo. Ndiyo yaiʋa nhaka yaʋana ʋaRubeni nemhuri dzaʋo, iwo maguta nemisha yawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muganhu wavaRubheni wakanga uri mahombekombe erwizi rweJorodhani. Maguta aya nemisha yawo ndiwo aiva nhaka yavaRubheni imba neimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka nyika yevedzinza rokwaRubheni yaindosvika muna Jorodhani ndiwo waiva muganhu wavo. Maguta iwaya nemisha yawo ndiyo yaiva nhaka yevedzinza rokwaRubheni irori nemhuri dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muganhu wavana vaRubheni rwakanga ruri Jorodhani nenyika yarwo. Ndiyo yaiva nhaka yavana vaRubheni nemhuri dzavo, iwo maguta nemisha yawo.
Shona 2009?
Muganhu wavana vaRubheni rwakanga ruri Jorodhani nenyika yarwo. Ndiyo yaiva nhaka yavana vaRubheni nemhuri dzavo, iwo maguta nemisha yawo.
Shona SUB 2002 Bible
Muganhu wavana vaRubheni rwakanga ruri Jodhani nenyika yarwo. Ndiyo yaiva nhaka yavana vaRubheni nemhuri dzavo, iwo maguta nemisha yawo.