Joshua 13:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiyo nhaka yaʋana ʋaGadi nemhuri dzaʋo iwo maguta nemisha yawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta aya nemisha yawo akanga ari nhaka yavaGadhi, imba neimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maguta iwaya nemisha iyi ndiyo yaiva nhaka yevedzinza rokwaGadhi nemhuri dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiyo nhaka yavana vaGadhi nemhuri dzavo iwo maguta nemisha yawo.
Shona 2009?
Ndiyo nhaka yavana vaGadhi nemhuri dzavo iwo maguta nemisha yawo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiyo nhaka yavana vaGadhi nemhuri dzavo iwo maguta nemisha yawo.