Joshua 13:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akapa hafu yorudzi rwaManase nhaka yaʋo; ndiyo yaiʋa nhaka yehafu yorudzi rwaʋana ʋaManase nemhuri dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvakanga zvapiwa rudzi rwehafu rwaManase naMozisi, ndiko kuti, kuhafu yemhuri yezvizvarwa zvaManase, imba neimba:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akagovera nhaka kune chimwe chikamu chevedzinza rokwaManase. Akapa nhaka iyi kune chikamu ichi chevedzinza raManase nemhuri dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akapa hafu yorudzi rwaManase nhaka yavo; ndiyo yaiva nhaka yehafu yorudzi rwavana vaManase nemhuri dzavo.
Shona 2009?
Mozisi akapa hafu yorudzi rwaManase nhaka yavo; ndiyo yaiva nhaka yehafu yorudzi rwavana vaManase nemhuri dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akapa hafu yorudzi rwaManase nhaka yavo; ndiyo yaiva nhaka yehafu yorudzi rwavana vaManase nemhuri dzavo.