Joshua 13:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nehafu yeGireadi, neAshtaroti, neEdrei, maguta oʋushe bgaOgi paBashani, ndiyo yaiʋa yaʋana ʋaMakiri, mŋanakomana waManase, yehafu yaʋana ʋaMakiri nemhuri dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
hafu yeGireadhi, neAshitaroti neEdhirei, (maguta oushe hwaOgi muBhashani). Iyi ndiyo yaiva yezvizvarwa zvaMakiri mwanakomana waManase, zvehafu yavanakomana vaMakiri, imba neimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya chidimbu chenyika yeGireadhi neguta reAshitaroti nereEdhirei, maguta omunyika yaOgu yeBhashani, ndozvechikamu chemhuri dzokwaMakiri mwanakomana waManase.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nehafu yeGireadhi, neAshitaroti, neEdhirei, maguta oushe hwaOgi paBhashani, ndiyo yaiva yavana vaMakiri, mwanakomana waManase, yehafu yavana vaMakiri nemhuri dzavo.
Shona 2009?
nehafu yeGiriyadhi, neAshitaroti, neEdhirei, maguta oushe hwaOgi paBhashani, ndiyo yaiva yavana vaMakiri, mwanakomana waManase, yehafu yavana vaMakiri nemhuri dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
nehafu yeGiriadhi, neAshitaroti, neEdhirei, maguta oushe hwaOgi paBhashani, ndiyo yaiva yavana vaMakiri, mwanakomana waManase, yehafu yavana vaMakiri nemhuri dzavo.