Joshua 13:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndidzo nhaka dzakagoʋerwa naMosesi pamapani aMoabi, mhiri kwaJoridani paJeriko kumabvazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndidzo nhaka dzakagoverwa naMozisi pamapani eMoabhu, mhiri kwaJorodhani, kumabvazuva kweJeriko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndidzodzi nhaka dzakagoverwa naMosesi mumapani eMoabhu kumhiri kwaJorodhani nechokumabvazuva kweJeriko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndidzo nhaka dzakagoverwa naMosesi pamapani aMoabhu, mhiri kwaJorodhani paJeriko kumabvazuva.
Shona 2009?
Ndidzo nhaka dzakagoverwa naMozisi pamapani aMoabhu, mhiri kwaJorodhani paJeriko kumabvazuva.
Shona SUB 2002 Bible
Ndidzo nhaka dzakagoverwa naMosesi pamapani aMoabhu, mhiri kwaJodhani paJeriko kumabvazuva.