Joshua 13:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi rudzi rwaʋaRevi haruna‐kupiwa nhaka naMosesi; Jehova Mŋari waʋaIsraeri, iye amene, ndiyo nhaka yaʋo, seɀaʋakaʋudzwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi rudzi rwaRevhi haruna kupiwa nhaka naMozisi; Jehovha, Mwari wavaIsraeri, ndiye nhaka yavo, sezvaakavavimbisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mosesi haana kugovera vedzinza rokwaRevhi nhaka, Tenzi Mwari wavaIsiraeri ndonhaka yavo, sezvaakavaudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi rudzi rwavaRevhi haruna kupiwa nhaka naMosesi; Jehovha Mwari waIsiraeri, iye amene, ndiyo nhaka yavo, sezvavakaudzwa naye.
Shona 2009?
Asi rudzi rwavaRevhi haruna kupiwa nhaka naMozisi; Jehovha Mwari waIsiraeri, iye amene, ndiyo nhaka yavo, sezvavakaudzwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
Asi rudzi rwavaRevhi haruna kupiwa nhaka naMosesi; Jehovha Mwari waIsiraeri, iye amene, ndiyo nhaka yavo, sezvavakaudzwa naye.