Joshua 13:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kurutiʋi rweZasi, nyika yose yaʋaKanani, neMeara, waiʋa waʋaZidoni, kuȿikira paAfeki, kuȿikira kumuganho waʋaAmori;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kubva zasi nyika yose yavaKenani, kubva kuAi yevaSidhoni kusvikira kuAfeki, nyika yavaAmori,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kumaodzenyemba, inotangira kunyika yavaKanani yose zvichienda nokuMeara kunyika yavaSidhoni kusvikira kuApeki kumuganhu wavaAmori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kurutivi rweZasi, nyika yose yavaKenani, neMeara, waiva wavaZidhoni, kusvikira paAfeki, kusvikira kumuganhu wavaAmori;
Shona 2009?
kurutivi rweZasi, nyika yose yavaKenani, neMeara, waiva wavaZidhoni, kusvikira paAfeki, kusvikira kumuganhu wavaAmori;
Shona SUB 2002 Bible
kurutivi rweZasi, nyika yose yaVaKenani, neMeara, waiva wavaZidhoni, kusvikira paAfeki, kusvikira kumuganhu waVaAmori;