Joshua 13:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nenyika yaʋaGebari, neRebanoni rose kumabvazuʋa, kubva paBaari‐gadi pajiŋga pegomo reHermoni, kuȿikira paʋanopinda paHamati;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nenyika yavaGebhari, uye neRebhanoni yose kumabvazuva, kubva paBhaari Gadhi muzasi meGomo reHemoni, kusvikira paRebho Hamati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwouya nyika yavaGebaru nenyika yeRebhanoni mujinga megomo reHerimoni kudzamara toda kupinda muHamati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nenyika yavaGebhari, neRebhanoni rose kumabvazuva, kubva paBhaari‐gadhi panjinga pegomo reHemoni, kusvikira pavanopinda paHamati;
Shona 2009?
nenyika yavaGebhari, neRebhanoni rose kumabvazuva, kubva paBhaari-gadhi panjinga pegomo reHemoni, kusvikira pavanopinda paHamati;
Shona SUB 2002 Bible
nenyika yavaGebhari, neRebhanoni rose kumabvazuva, kubva paBhaari–gadhi panjinga pegomo reHemoni, kusvikira pavanopinda paHamati;