Joshua 13:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanhu ʋose ʋagere panyika yamakomo, kubva paRebanoni kuȿikira paMisrefoti‐maimi, naʋaZidoni ʋose, iʋaʋo ndicaʋadziŋga pamberi paʋana ʋaIsraeri; asi iwe unofanira kuipa ʋana ʋaIsraeri, iʋe nhaka yaʋo, seɀandakakuraira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana vari vanhu vose vanogara munyika dzamakomo kubva kuRebhanoni kusvika kuMisirefoti Maimi, zvichireva vaSidhoni vose, ini pachangu ndichavadzinga pamberi pavana vaIsraeri. Unofanira kugovera nyika iyi kuvana vaIsraeri kuti ive nhaka yavo sezvandakurayira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanhu vose zvavo vomunyika yemakomo kubvira kuRebhanoni kusvikira kuMisirefotimaimu kunyangewo nevaSidhoni vose zvavo. Ini pachangu ndichadzingira vaIsiraeri vanhu ivavo chako iwe chete govanisa vaIsiraeri nyika iyi senhaka, sezvandakakuudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanhu vose vagere panyika yamakomo, kubva paRebhanoni kusvikira paMisirefotimaimi, navaZidhoni vose, ivavo ndichavadzinga pamberi pavana vaIsiraeri; asi iwe unofanira kuipa vana vaIsiraeri, ive nhaka yavo, sezvandakakuraira.
Shona 2009?
vanhu vose vagere panyika yamakomo, kubva paRebhanoni kusvikira paMisirefotimaimi, navaZidhoni vose, ivavo ndichavadzinga pamberi pavana vaIsiraeri; asi iwe unofanira kuipa vana vaIsiraeri, ive nhaka yavo, sezvandakakuraira.
Shona SUB 2002 Bible
vanhu vose vagere panyika yamakomo, kubva paRebhanoni kusvikira paMisirefoti–maimi, navaZidhoni vose, ivavo ndichavadzinga pamberi pavana VaIsiraeri; asi iwe unofanira kuipa vana VaIsiraeri, ive nhaka yavo, sezvandakakuraira.