Joshua 13:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino unofanira kugoʋera nyika iyi pakati pamarudzi mapfumbamŋe nehafu yorudzi rwaManase, iʋe nhaka yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ugoigovanisa senhaka pakati pamarudzi mapfumbamwe nehafu yorudzi rwaManase.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka chigovera nyika iyoyi madzinza mapfumbamwe nechikamu chevedzinza raManase senhaka yavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino unofanira kugovera nyika iyi pakati pamarudzi mapfumbamwe nehafu yorudzi rwaManase, ive nhaka yavo.”
Shona 2009?
Zvino unofanira kugovera nyika iyi pakati pamarudzi mapfumbamwe nehafu yorudzi rwaManase, ive nhaka yavo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino unofanira kugovera nyika iyi pakati pamarudzi mapfumbamwe nehafu yorudzi rwaManase, ive nhaka yavo.”