Joshua 14:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Joshua akamuropafadza, akapa Karebi mŋanakomana waJefune Hebroni, iʋe nhaka yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Joshua akaropafadza Karebhu, mwanakomana waJefune akamupa Hebhuroni senhaka yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akakomborera Karebhu mwanakomana waJefune ndokumupa guta reHebhuroni senhaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Joshua akamuropafadza, akapa Karebhu mwanakomana waJefune Hebhuroni, ive nhaka yake.
Shona 2009?
Ipapo Joshua akamuropafadza, akapa Karebhu mwanakomana waJefune Hebhuroni, ive nhaka yake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Joshua akamuropafadza, akapa Karebhu mwanakomana waJefune Hebhuroni, ive nhaka yake.