Joshua 14:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakagoʋerwa nhaka yaʋo nemijenya, seɀaʋakarairwa naJehova nomuromo waMosesi, nhaka yamarudzi mapfumbamŋe nehafu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhaka yavo yakagoverwa nemijenya kumarudzi mapfumbamwe nehafu yamarudzi, sezvakanga zvaraiyirwa naJehovha kuna Mozisi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzinza mapfumbamwe nechimwe chikamu chedzinza chiya akagoverwa nhaka nechin'ange sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakagoverwa nhaka yavo nemijenya, sezvavakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi, nhaka yamarudzi mapfumbamwe nehafu.
Shona 2009?
Vakagoverwa nhaka yavo nemijenya, sezvavakarairwa naJehovha nomuromo waMozisi, nhaka yamarudzi mapfumbamwe nehafu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakagoverwa nhaka yavo nemijenya, sezvavakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi, nhaka yamarudzi mapfumbamwe nehafu.