Joshua 14:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mosesi wakaŋga apa marudzi maʋiri nehafu nhaka yaʋo mhiri kwaJoridani; asi ʋaRevi haana‐kuʋapa nhaka pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akanga apa marudzi maviri ane hafu nhaka yawo kumabvazuva kweJorodhani; asi vaRevhi haana kuvapa nhaka pakati pavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chakadariso ndechokuti Mosesi akanga atogovera kare nhaka madzinza maviri nechimwe chikamu chedzinza kumhiri kwaJorodhani, vaRevhi chete ndivo vaasina kugovera nhaka pakati pavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mosesi wakanga apa marudzi maviri nehafu nhaka yavo mhiri kwaJorodhani; asi vaRevhi haana kuvapa nhaka pakati pavo.
Shona 2009?
Nokuti Mozisi wakanga apa marudzi maviri nehafu nhaka yavo mhiri kwaJorodhani; asi vaRevhi haana kuvapa nhaka pakati pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mosesi wakanga apa marudzi maviri nehafu nhaka yavo mhiri kwaJodhani; asi vaRevhi haana kuvapa nhaka pakati pavo.