Joshua 15:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mugoʋe worudzi rwaʋana ʋaJuda nemhuri dzaʋo wakaȿikira pamuganho waEdomi, iko kurenje reZini kurutiʋi rwezasi, kuȿikira zasi kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzvimbo yakapiwa rudzi rwaJudha, imba neimba, yaisvika kunyika yeEdhomu kuGwenga reZini zasi kumagumo chaiko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yakagoverwa vedzinza rokwaJudha nemhuri dzavo yakanga yakamira yakadai: Kumaodzanyemba kwokupedzesera chaiko yaindosvika kumuganhu neEdhomu, kurenje reZini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mugove worudzi rwavana vaJudha nemhuri dzavo wakasvikira pamuganhu waEdhomu, iko kurenje reZini kurutivi rwezasi, kusvikira zasi kwazvo.
Shona 2009?
Mugove worudzi rwavana vaJudha nemhuri dzavo wakasvikira pamuganhu waEdhomu, iko kurenje reZini kurutivi rwezasi, kusvikira zasi kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Mugove worudzi rwavana vaJudha nemhuri dzavo wakasvikira pamuganhu waEdhomu, iko kurenje reZini kurutivi rwezasi, kusvikira zasi kwazvo.