Joshua 15:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muganho wokumaʋirazuʋa wakaȿika kuguŋgwa guru nenyika yarwo. Ndiwo muganho waʋana ʋaJuda kunhiʋi dzose nemhuri dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muganhu wokumavirira ndiwo mahombekombe eGungwa Guru. Iyi ndiyo miganhu yakapoteredza Judha zvichienderana nedzimba dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muganhu wayo wokumadokero iGungwa guru namahombekombe aro. Iyoyi ndiyo miganhu yakapoteredza vemhuri dzokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muganhu wokumavirazuva wakasvika kugungwa guru nenyika yarwo. Ndiwo muganhu wavana vaJudha kunhivi dzose nemhuri dzavo.
Shona 2009?
Muganhu wokumavirazuva wakasvika kugungwa guru nenyika yaro. Ndiwo muganhu wavana vaJudha kunhivi dzose nemhuri dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Muganhu wokumavirazuva wakasvika kugungwa guru nenyika yarwo. Ndiwo muganhu wavana vaJudha kunhivi dzose nemhuri dzavo.