Joshua 15:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Karebi akati: Munhu unorwa neKiriati‐seferi, akarikunda, ndicamupa mukunda waŋgu Aksa, aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Karebhu akati, “Munhu anorwa neKenati Seferi akarikunda ndichamupa mukunda wangu, Akisa ave mukadzi wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Karebhu akati, “Anenge andorwisa akakurira guta reKiriatisefari ndichamupa Akesa mwanasikana wangu kuti ave mukadzi wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Karebhu akati, “Munhu unorwa neKiriati‐seferi, akarikunda, ndichamupa mukunda wangu Akisa, ave mukadzi wake.”
Shona 2009?
Karebhu akati, "Munhu unorwa neKiriati-seferi, akarikunda, ndichamupa mukunda wangu Akisa, ave mukadzi wake."
Shona SUB 2002 Bible
Karebhu akati, “Munhu unorwa neKiriati–seferi, akarikunda, ndichamupa mukunda wangu Akisa, ave mukadzi wake.”