Joshua 15:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iye wakati aciȿika kwaari, akamukurudzira kuti akumbire munda kunaɓaɓa ʋake; ɀino iye akaɓuruka pamboŋgoro yake, Karebi akati kwaari: Unoreʋeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akisa akati achisvika kuna Otinieri nerimwe zuva, akamukurudzira kuti akumbire munda kubva kuna baba vake. Paakaburuka pambongoro yake Karebhu akati kwaari, “Ndingakuitireiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akesa paakauya kwaari akamukurudzira kuti akumbire baba vake munda. Akesa akaburuka padhongi rake. Karebhu ndokumubvunza achiti, “Unodeiko mwanangu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iye wakati achisvika kwaari, akamukurudzira kuti akumbire munda kuna baba vake; zvino iye akaburuka pambongoro yake, Karebhu akati kwaari, “Unoreveiko?”
Shona 2009?
Zvino iye wakati achisvika kwaari, akamukurudzira kuti akumbire munda kuna baba vake; zvino iye akaburuka pambongoro yake, Karebhu akati kwaari, "Unoreveiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iye wakati achisvika kwaari, akamukurudzira kuti akumbire munda kuna baba vake; zvino iye akaburuka pambongoro yake, Karebhu akati kwaari, “Unoreveiko?”