Joshua 15:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ndipei cipo; ɀamakandiisa kunyika yezasi, ndipei ʋo matsime emvura. Akamupa matsime okumsoro namatsime ezasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Ndiitirei nyasha. Zvamakandipa nyika yeNegevhi, ndipeiwo zvakare matsime emvura.” Naizvozvo Karebhu akamupa matsime okumusoro neezasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokupindura achiti, “Zvamakandipa nyika yokuNegevhu, ndiitireiwo mwoyochena mundipewo nezvisipiti zvemvura.” Karebhu ndokumupa zvisipiti zvoko zvokumusoro nezvisipiti zvoko zvezasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Ndipei chipo; zvamakandiisa kunyika yezasi, ndipeiwo matsime emvura.” Akamupa matsime okumusoro namatsime ezasi.
Shona 2009?
Akati, "Ndipei chipo; zvamakandiisa kunyika yezasi, ndipeiwo matsime emvura." Akamupa matsime okumusoro namatsime ezasi.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Ndipei chipo; zvamakandiisa kunyika yezasi, ndipeiwo matsime emvura.” Akamupa matsime okumusoro namatsime ezasi.