Joshua 15:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muganho waʋo wezasi wakabva pamuganho weGuŋgwa roMunyu, kubva apo pakapinda nyika muguŋgwa, panotarira kurutiʋi rwezasi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muganhu wavo wezasi waitangira pamuganhu weGungwa roMunyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muganhu wayo wokumaodzanyemba ikoko waitangira kumahombekombe kwegungwa roMunyu, mahombekombe eko okumaodzanyemba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muganhu wavo wezasi wakabva pamuganhu weGungwa roMunyu, kubva apo pakapinda nyika mugungwa, panotarira kurutivi rwezasi;
Shona 2009?
Muganhu wavo wezasi wakabva pamuganhu weGungwa roMunyu, kubva apo pakapinda nyika mugungwa, panotarira kurutivi rwezasi;
Shona SUB 2002 Bible
Muganhu wavo wezasi wakabva pamuganhu weGungwa roMunyu, kubva apo pakapinda nyika mugungwa, panotarira kurutivi rwezasi;