Joshua 15:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiyo nhaka yorudzi rwaʋana ʋaJuda nemhuri dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo nhaka yorudzi rwaJudha, imba neimba:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ino iyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaJudha nemhuri dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiyo nhaka yorudzi rwavana vaJudha nemhuri dzavo.
Shona 2009?
Ndiyo nhaka yorudzi rwavana vaJudha nemhuri dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiyo nhaka yorudzi rwavana vaJudha nemhuri dzavo.