Joshua 15:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndokupfuʋura zasi kwegomo reAkrabimi, ndokupfuʋura nokurutiʋi rweZini, ndokukwira necenyasi kweKadeshi‐barnea, ndokupfuʋura napaHezroni, ndokukwira napaAdari, ndokudzoka napaKarka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uchiyambukira zasi kwoMupata weChinyavada uchipfuurira kuenda kuZini uchizopfuurira kuenda nechezasi kweKadheshi Bharinea. Ipapo waienda uchipfuura nepaHezironi kusvika Adhari uchikombamira kuKarika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Woenda wakananga kumaodzanyemba kwemukwidza weAkirabhimu wopfuura wosvika kuZini, wokwidza wakananga kumaodzanyemba kweKadheshibharinea. Wonopfuura nokuHezironi wosvika kuAdhari, wopoterera nokuKarika,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndokupfuura zasi kwegomo reAkirabhimi, ndokupfuura nokurutivi rweZini, ndokukwira nechenyasi kweKadheshi‐bharinea, ndokupfuura napaHezironi, ndokukwira napaAdhari, ndokudzoka napaKarika;
Shona 2009?
ndokupfuura zasi kwegomo reAkirabhimi, ndokupfuura nokurutivi rweZini, ndokukwira nechenyasi kweKadheshi-bharinea, ndokupfuura napaHezironi, ndokukwira napaAdhari, ndokudzoka napaKarika;
Shona SUB 2002 Bible
ndokupfuura zasi kwegomo reAkirabhimi, ndokupfuura nokurutivi rweZini, ndokukwira nechenyasi kweKadheshi–bhania, ndokupfuura napaHezironi, ndokukwira napaAdhari, ndokudzoka napaKarika;