Joshua 15:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neSharaimi, neAditaimi, neGedera, neGederotaimi; maguta anegumi namanna, pamŋe cete nemisha yawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shaaraimi, Adhitaimi, neGedhera (kana kuti Gedherotaimi) anova maguta gumi namana pamwe chete nemisha yawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
neSharaimu neAdhitiaimu neGedhara neGedherotiaimu, ose pamwechete aiva maguta gumi namana ane misha yawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neSharaimi, neAdhitaimu, neGedhera, neGedherotaimi; maguta ane gumi namana, pamwechete nemisha yawo.
Shona 2009?
neSharaimi, neAdhitaimu, neGedhera, neGedherotaimi; maguta ane gumi namana, pamwechete nemisha yawo.
Shona SUB 2002 Bible
neSharaimi, neAdhitaimu, neGedhera, neGedherotaimi; maguta ane gumi namana, pamwechete nemisha yawo.