Joshua 15:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndokupfuʋura kuȿikira paAzmoni, ndokuɓuɗa naparukoʋa rweEgipita; muganho uyu ndokuguma paguŋgwa; ndiwo unofanira kuʋa muganho wezasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo waipfuurira kuAzimoni uchindobatana neRwizi rweIjipiti wogumira kugungwa. Uyu ndiwo muganhu wavo wezasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wozondosvika kuAzimoni, wotevedza Kakova keIjipiti kusvikira kwakanodira kugungwa reMedhiterenieni uko. Ndomuganhu wenyu wokumaodzanyemba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndokupfuura kusvikira paAzimoni, ndokubuda naparukova rweIjipiti; muganhu uyu ndokuguma pagungwa; ndiwo unofanira kuva muganhu wezasi.
Shona 2009?
ndokupfuura kusvikira paAzimoni, ndokubuda naparukova rweIjipiti; muganhu uyu ndokuguma pagungwa; ndiwo unofanira kuva muganhu wezasi.
Shona SUB 2002 Bible
ndokupfuura kusvikira paAzimoni, ndokubuda naparukova rweIjipiti; muganhu uyu ndokuguma pagungwa; ndiwo unofanira kuva muganhu wezasi.