Joshua 15:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kubva paEkroni kuȿikira paguŋgwa, maguta ose akaŋga ari parutiʋi rweAshdodi, pamŋe cete nemisha yawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye nokumavirira kweKironi namaguta ose akanga ari pedyo neAshidhodhi pamwe chete nemisha yawo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
neose zvawo aiva pedyo neguta reAshidhodhi nemisha yawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kubva paEkironi kusvikira pagungwa, maguta ose akanga ari parutivi rweAshidhodhi, pamwechete nemisha yawo.
Shona 2009?
kubva paEkironi kusvikira pagungwa, maguta ose akanga ari parutivi rweAshidhodhi, pamwechete nemisha yawo.
Shona SUB 2002 Bible
kubva paEkironi kusvikira pagungwa, maguta ose akanga ari parutivi rweAshidhodhi, pamwechete nemisha yawo.