Joshua 15:57 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neKaini, neGibea, neTimna; maguta anegumi, pamŋe cete nemisha yawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kaini, Gibhea, neTimuna, ndiwo maguta gumi nemisha yawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
neKaini neGibhea neTimuna ose pamwechete aiva maguta gumi aine misha yawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neKaini, neGibhea, neTimuna; maguta ane gumi, pamwechete nemisha yawo.
Shona 2009?
neKaini, neGibhiya, neTimuna; maguta ane gumi, pamwechete nemisha yawo.
Shona SUB 2002 Bible
neKaini, neGibhia, neTimuna; maguta ane gumi, pamwechete nemisha yawo.