Joshua 15:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndokukwira kuBeti‐hogra, ndokupfuʋura nokumsoro kweBeti‐araba; muganho ndokukwira kubge raBohani, mŋanakomana waRubeni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uchienda kuBheti Hogira, ndokupfuurira nokumusoro kweBheti Arabha kusvika kubwe raBhohani mwanakomana waRubheni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wokwira nokuBhetihogira wopfuura nechokuchamhembe kweBhetiarabha kusvikira paDombo raBhohani mwanakomana wokwaRubheni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndokukwira kuBheti‐hogira, ndokupfuura nokumusoro kweBheti‐arabha; muganhu ndokukwira kubwe raBhohani, mwanakomana waRubheni;
Shona 2009?
ndokukwira kuBheti-hogira, ndokupfuura nokumusoro kweBheti-arabha; muganhu ndokukwira kubwe raBhohani, mwanakomana waRubheni;
Shona SUB 2002 Bible
ndokukwira kuBheti–hogira, ndokupfuura nokumusoro kweBheti–arabha; muganhu ndokukwira kubwe raBhohani, mwanakomana waRubheni;