Joshua 16:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muganho waʋana ʋaEfraimi nemhuri dzaʋo ndiwo: Muganho wenhaka yaʋo kumabvazuʋa wakaŋga uri Ataroti‐adari, kuȿikira paBeti‐horoni kumsoro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo yaiva nyika yaEfuremu, imba neimba: Muganhu wenhaka yavo waibvira paAtaroti Adhari kumabvazuva uchisvika kuBheti Horoni yoKumusoro
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yevedzinza rokwaEfuraimu nemhuri dzavo yakanga yakamira yakadai: Muganhu wenhaka yavo iyi kumabvazuva waiva Atarotiadha kusvikira kuBhetihoroni yokumusoro,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muganhu wavana vaEfuremu nemhuri dzavo ndiwo: Muganhu wenhaka yavo kumabvazuva wakanga uri Atarotiadhari, kusvikira paBheti‐horoni kumusoro;
Shona 2009?
Muganhu wavana vaEfuremu nemhuri dzavo ndiwo: Muganhu wenhaka yavo kumabvazuva wakanga uri Atarotiadhari, kusvikira paBheti-horoni kumusoro;
Shona SUB 2002 Bible
Muganhu wavana vaEfuremu nemhuri dzavo ndiwo: Muganhu wenhaka yavo kumabvazuva wakanga uri Ataroti–adhari, kusvikira paBheti–horoni kumusoro;