Joshua 16:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino muganho ndokuenda kumaʋirazuʋa paMikmetati kumsoro; ɀino muganho ndokudzoka kumabvazuʋa kuȿikira paTanati‐shiro, ndokupfuʋura ipapo kurutiʋi rwamabvazuʋa eJanoa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye uchindosvika kugungwa, kubva kuMikimetati nechokumusoro waikombamira kumabvazuva uchindosvika paTaanati Shiro, ndokupfuura ipapo wakananga kuJanoa nechokumabvazuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wobva wananga kugungwa reMedhiterenieni wakaisa Mikimetati kuchamhembe, wopota nokuTaanatishiro wakananga kumabvazuva wopfuurapo uchingoenda kumabvazuva wosvika kuJanoa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino muganhu ndokuenda kumavirazuva paMikimetati kumusoro; zvino muganhu ndokudzoka kumabvazuva kusvikira paTanati‐shiro, ndokupfuura ipapo kurutivi rwamabvazuva eJanoa;
Shona 2009?
zvino muganhu ndokuenda kumavirazuva paMikimetati kumusoro; zvino muganhu ndokudzoka kumabvazuva kusvikira paTanati-shiro, ndokupfuura ipapo kurutivi rwamabvazuva eJaNowa;
Shona SUB 2002 Bible
zvino muganhu ndokuenda kumavirazuva paMikimetati kumusoro; zvino muganhu ndokudzoka kumabvazuva kusvikira paTanati–shiro, ndokupfuura ipapo kurutivi rwamabvazuva eJanoa;