Joshua 16:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubva paTapua muganho wakaenda kumaʋirazuʋa, kuȿikira parukoʋa Kana, ndokuguma paguŋgwa. Ndiyo nhaka yorudzi rwaʋana ʋaEfraimi nemhuri dzaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva paTapuwa muganhu waienda kumavirazuva kuRwizi rweKana uchindogumira pagungwa. Iyi ndiyo yaiva nhaka yorudzi rwavaEfuremu imba neimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvirawo kuTapua, muganhu uyu waienda kumadokero kundosvika kukakova keKana uchindosvika kugungwa reMedhiterenieni. Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaEfuraimu nemhuri dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubva paTapua muganhu wakaenda kumavirazuva, kusvikira parukova Kana, ndokuguma pagungwa. Ndiyo nhaka yorudzi rwavana vaEfuremu nemhuri dzavo;
Shona 2009?
Kubva paTapua muganhu wakaenda kumavirazuva, kusvikira parukova Kana, ndokuguma pagungwa. Ndiyo nhaka yorudzi rwavana vaEfuremu nemhuri dzavo;
Shona SUB 2002 Bible
Kubva paTapua muganhu wakaenda kumavirazuva, kusvikira parukova Kana, ndokuguma pagungwa. Ndiyo nhaka yorudzi rwavana vaEfuremu nemhuri dzavo;