Joshua 17:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋaʋa nesimba, ʋakaita ʋaKanani ʋaɓati ʋecibaro, haʋana‐kuʋadziŋga cose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro hazvo, vaIsraeri vakati vava nesimba, vakaisa vaKenani pasi pavo ndokuvashandisa chibharo, asi havana kuvadzinga zvachose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri pavakazenge vava namasimba vakazovaitisa basa rechibharo, asi havana kubva vavadzinga zvokuvapedzeredza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaIsiraeri vakati vava nesimba, vakaita vaKenani vabati vechibharo, havana kuvadzinga chose.
Shona 2009?
Zvino vana vaIsiraeri vakati vava nesimba, vakaita vaKenani vabati vechibharo, havana kuvadzinga chose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana VaIsiraeri vakati vava nesimba, vakaita VaKenani vabati vechibharo, havana kuvadzinga chose.