Joshua 17:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaJosefa ʋakataura naJoshua, ʋakati: Makatipireiko mugoʋe mumŋe cete necikamu cimŋe cete, kuti iʋe nhaka yeɗu, ɀatiri ʋanhu ʋazhinji, nokuti Jehova wakatiropafadza kuȿikira ɀino?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vaJosefa vakati kuna Joshua, “Makatipireiko mugove mumwe chete nechikamu chimwe chete kuti ive nhaka yedu? Tiri vanhu vazhinji uye Jehovha akatiropafadza zvikuru.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vemba yokwaJosefi vakati kuna Joshuwa, “Ko madarireiko kungotipa mugove wenhaka mumwechete chete kudai isu takawanda kwazvo kudai mudzinza medu nokukomborerwa kwatakaitwa naTenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaJosefa vakataura naJoshua, vakati, “Makatipireiko mugove mumwe chete nechikamu chimwe chete, kuti ive nhaka yedu, zvatiri vanhu vazhinji, nokuti Jehovha wakatiropafadza kusvikira zvino?”
Shona 2009?
Zvino vana vaJosefa vakataura naJoshua, vakati, "Makatipireiko mugove mumwe chete nechikamu chimwe chete, kuti ive nhaka yedu, zvatiri vanhu vazhinji, nokuti Jehovha wakatiropafadza kusvikira zvino?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana vaJosefa vakataura naJoshua, vakati, “Makatipireiko mugove mumwechete nechikamu chimwechete, kuti ive nhaka yedu, zvatiri vanhu vazhinji, nokuti Jehovha akatiropafadza kusvikira zvino?”