Joshua 17:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joshua akati kwaʋari: Kana muri ʋanhu ʋazhinji, endai henyu kuɗondo, mundoɀitemera nɀimbo ipapo panyika yaʋaPerezi neyaʋaRefaimi; ɀamusiŋgakwaniri panyika yamakomo yaEfraimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joshua akapindura achiti, “Kana muri vanhu vazhinji, uye kana nyika yezvikomo yaEfuremu iri diki chaizvo kwamuri, endai kudondo munozvitemera nzvimbo ikoko kunyika yavaPerizi neyavaRefaiti.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akavati, “Kana zvirizvo kuti makawanda kudaro, nyika iyoyo yemakomo yokwaEfuraimu yakuitirai duku duku, chiendai zvenyu kumasango kunyika yavaPerizi neyavaRefaimu muzvitemere makombo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joshua akati kwavari, “Kana muri vanhu vazhinji, endai henyu kudondo, mundozvitemera nzvimbo ipapo panyika yavaPerezi neyavaRefaimu; zvamusingakwaniri panyika yamakomo yaEfuremu.”
Shona 2009?
Joshua akati kwavari, "Kana muri vanhu vazhinji, endai henyu kudondo, mundozvitemera nzvimbo ipapo panyika yavaPerezi neyavaRefaimu; zvamusingakwaniri panyika yamakomo yaEfuremu.",
Shona SUB 2002 Bible
Joshua akati kwavari, “Kana muri vanhu vazhinji, endai henyu kudondo, mundozvitemera nzvimbo ipapo panyika yavaPerezi neyavaRefaimu; zvamusingakwaniri panyika yamakomo yaEfuremu.”