Joshua 17:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaJosefa ʋakati: Nyika yamakomo haiŋgatikwaniri; ʋuye ʋaKanani ʋose ʋanogara munyika yomupata ʋaneŋgoro dzamatare, iʋo ʋose ʋari paBeti‐sheani nemisha yaro, naʋari mumupata weJezreeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vaJosefa vakati, “Nyika yamakomo haitikwaniri, uye vaKenani vose vanogara mubani vane ngoro dzesimbi, ivo vose vari muBheti Sheani nemisha yaro pamwe chete navari muMupata weJezireeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vedzinza raJosefi vakati, “Nyika yemakomo haitikwaniri. Chimwewo ndechokuti vaKanani vagere kubani vane ngoro dzehondo dzesimbi, kunoti: vamwe vagere kuBhetisheani nemisha yaro kwouya vamwe vari kubani reJezireeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaJosefa vakati, “Nyika yamakomo haingatikwaniri; uye vaKenani vose vanogara munyika yomupata vane ngoro dzamatare, ivo vose vari paBheti‐sheani nemisha yaro, navari mumupata weJezireeri.”
Shona 2009?
Vana vaJosefa vakati, "Nyika yamakomo haingatikwaniri; uye vaKenani vose vanogara munyika yomupata vane ngoro dzamatare, ivo vose vari paBhetisheani nemisha yaro, navari mumupata weJezireeri."
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaJosefa vakati, “Nyika yamakomo haingatikwaniri; uye VaKenani vose vanogara munyika yomupata vane ngoro dzamatare, ivo vose vari paBheti–sheani nemisha yaro, navari mumupata weJezireeri.”