Joshua 17:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi nyika yamakomo icaʋa yenyu; nokuti kunyaŋge riri ɗondo, mucafanira kuritema, maɓuɗiro aro ose agoʋa enyu; nokuti munofanira kudziŋga ʋaKanani, kunyaŋge ʋaneŋgoro dzamatare, ʋuye kunyaŋge ʋanesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi nyika yamakomo ichava yenyu; nokuti kunyange riri dondo, muchafanira kuritema rigova renyu kusvikira kwarinoperera, nokuti munofanira kudzinga vaKenani, kunyange vane ngoro dzesimbi uye vane simba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino nyika yemakomo ichava yenyu. Kunyange zvazvo iri sango kudaro, ritemei muiite yenyu kusvikira kwokupedzesera chaiko kwemiganhu yavo nokuti munofanira kudzinga vaKanani kunyange zvazvo vakasimba vaine ngoro dzehondo dzesimbi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi nyika yamakomo ichava yenyu; nokuti kunyange riri dondo, muchafanira kuritema, mabudiro aro ose agova enyu; nokuti munofanira kudzinga vaKenani, kunyange vane ngoro dzamatare, uye kunyange vane simba.”
Shona 2009?
asi nyika yamakomo ichava yenyu; nokuti kunyange riri dondo, muchafanira kuritema, mabudiro aro ose agova enyu; nokuti munofanira kudzinga vaKenani, kunyange vane ngoro dzamatare, uye kunyange vane simba."
Shona SUB 2002 Bible
asi nyika yamakomo ichava yenyu; nokuti kunyangwe riri dondo, muchafanira kuritema, mabudiro aro ose agova enyu; nokuti munofanira kudzinga VaKenani, kunyangwe vane ngoro dzamatare, uye kunyangwe vane simba.”