Joshua 17:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋana ʋaManase ʋakapiwa mugoʋe nemhuri dzaʋo: Ʋana ʋaAbiezeri, naʋana ʋaHereki, naʋana ʋaAsrieri, naʋana ʋaShekemi, naʋana ʋaHeferi, naʋana ʋaShemida, ndiʋo ʋakaŋga ʋari ʋana ʋaʋakomana ʋaManase, mŋanakomana waJosefa, nemhuri dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka mugove uyu wakanga uri wavanhu vakasara vaManase dzimba dzaAbhiezeri, Hereki, Asirieri, Shekemu, Hefa naShemidha. Izvi ndizvo zvimwe zvizvarwa zvechirume zvaManase mwanakomana waJosefa nedzimba dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe mhuri dzosewo dzedzinza rokwaManase dzakagoverwawo nyika dzaiti: mhuri yokwaAbhihezeri naHereki naAsirieri naShikemu naHeferi naShemidha. Ndovechirume vedzinza rokwaManase mwana waJosefi mhuri nemhuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vana vaManase vakapiwa mugove nemhuri dzavo: Vana vaAbhiezeri, navana vaHereki, navana vaAsirieri, navana vaShekemu, navana vaHeferi, navana vaShemidha, ndivo vakanga vari vana vavakomana vaManase, mwanakomana waJosefa, nemhuri dzavo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible