Joshua 17:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muganho ndokuɓuruka kurukoʋa Kana, necezasi kworukoʋa; maguta iwayo akaŋga ari aEfraimi pakati pamaguta aManase; muganho waManase wakaŋga uri necokumsoro kworukoʋa, ndokuguma paguŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino muganhu waipfuurira zasi kuRwizi rweKana. Kwakanga kuna maguta aiva aEfuremu akanga ari pakati pamaguta aManase, asi muganhu waManase wakanga uri nechokumusoro kworwizi uchindogumira pagungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muganhu iwoyu waizodzika wosvika kukakova keKana. Maguta ose okumaodzanyemba kwekakova ikaka ndokwaEfuraimu kunyange zvazvo ari mukati memaguta okwaManase. Muganhu uyu wokwaManase waizokwidza nokuchamhembe kwekakova ikaka uchindoperera kugungwa reMediterenieni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muganhu ndokuburuka kurukova Kana, nechezasi kworukova; maguta iwayo akanga ari aEfuremu, pakati pamaguta aManase; muganhu waManase wakanga uri nechokumusoro kworukova, ndokuguma pagungwa.
Shona 2009?
Zvino muganhu ndokuburuka kurukova Kana, nechezasi korukova; maguta iwayo akanga ari aEfuremu, pakati pamaguta aManase; muganhu waManase wakanga uri nechokumusoro korukova, ndokuguma pagungwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muganhu ndokuburuka kurukova Kana, nechezasi kworukova; maguta iwayo akanga ari aEfuremu, pakati pamaguta aManase; muganhu waManase wakanga uri nechokumusoro kworukova, ndokuguma pagungwa.