Joshua 18:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rudzi rwaʋana ʋaBenjamini ʋakagoʋerwa mugoʋe waʋo nemhuri dzaʋo; nyika yomugoʋe waʋo yakaŋga iri pakati paʋana ʋaJuda naʋana ʋaJosefa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rudzi rwaBenjamini rwakapiwa mugove warwo, imba neimba. Nyika yavakagoverwa yakanga iri pakati pamarudzi aJudha neaJosefa:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugove wakapiwa vedzinza rokwaBhenjamini mhuri nemhuri ndiwo wakatanga kubuda pachin'ange. Vakagoverwa nyika iri pakati penyika yedzinza rokwaJudha neyedzinza rokwaJosefi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rudzi rwavana vaBhenjamini vakagoverwa mugove wavo nemhuri dzavo; nyika yomugove wavo yakanga iri pakati pavana vaJudha navana vaJosefa.
Shona 2009?
Rudzi rwavana vaBhenjamini vakagoverwa mugove wavo nemhuri dzavo; nyika yomugove wavo yakanga iri pakati pavana vaJudha navana vaJosefa.
Shona SUB 2002 Bible
Rudzi rwavana vaBhenjamini vakagoverwa mugove wavo nemhuri dzavo; nyika yomugove wavo yakanga iri pakati pavana vaJudha navana vaJosefa.