Joshua 18:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joridani ndirwo rwakaŋga ruri muganho wayo kumabvazuʋa. Ndiyo yakaŋga iri nhaka yaʋana ʋaBenjamini, nemiganho yayo kunhiʋi dzose, nemhuri dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jorodhani ndirwo rwakanga ruri muganhu kumabvazuva. Iyi ndiyo yakanga iri miganhu yairatidza nhaka yemhuri dzaBhenjamini kumativi ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rwizi rwaJorodhani ndiwo munganhu wayo wokumabvazuva. Iyoyi ndiyo nhaka yemhuri yedzinza rokwaBenjamini mhuri nemhuri nemiganhu yayo kumativi ose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jorodhani ndirwo rwakanga ruri muganhu wayo kumabvazuva. Ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaBhenjamini, nemiganhu yayo kunhivi dzose, nemhuri dzavo.
Shona 2009?
Jorodhani ndirwo rwakanga ruri muganhu wayo kumabvazuva. Ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaBhenjamini, nemiganhu yayo kunhivi dzose, nemhuri dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Jodhani ndirwo rwakanga ruri muganhu wayo kumabvazuva. Ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaBhenjamini, nemiganhu yayo kunhivi dzose, nemhuri dzavo.