Joshua 18:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neZera, neErefi, neJebusi (ndiro Jerusarema), neGibeati, neKiriati; maguta anegumi namanna nemisha yawo; ndiyo yakaŋga iri nhaka yaʋana ʋaBenjamini nemhuri dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zera, Haerefi guta ravaJebhusi, (iro Jerusarema) Gibhea neKiriati, maguta gumi namana pamwe chete nemisha yawo. Iyi ndiyo yakanga iri nhaka yemhuri dzaBhenjamini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwozoti guta reZera neHaerefu neJebhusi rakazonzi Jerusaremu, ndokuzouya guta reGibhea neKiriatijearimu. Ose pamwechete aiva gumi ramaguta rina maguta mana. Iyoyi ndiyo nhaka yemhuri dzedzinza rokwaBhenjamini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neZera, neErefi, neJebhusi (ndiro Jerusaremu), neGibheati, neKiriati; maguta ane gumi namana nemisha yawo; ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaBhenjamini nemhuri dzavo.
Shona 2009?
neZera, neErefi, neJebhusi (ndiro Jerusaremu), neGibhiyati, neKiriati; maguta ane gumi namana nemisha yawo; ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaBhenjamini nemhuri dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
neZera, neErefi, neJebhusi (ndiro Jerusaremu), neGibhiati, neKiriati; maguta ane gumi namana nemisha yawo; ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaBhenjamini nemhuri dzavo.