Joshua 18:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joshua akati kuʋana ʋaIsraeri: Mucanonoka kuȿikira riniko kupinda nokutora nyika, yamakapiwa naJehova Mŋari wamadziɓaɓa enyu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Joshua akati kuvaIsraeri, “Muchamirira kusvika rinhiko musati matora nyika yamakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akataurira vaIsiraeri achiti, “Kusvikira riniko muchingoverengera kudai, musingandotora nyika iyi yamakapiwa naTenzi Mwari wamadzibaba enyu kuti ive yenyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua akati kuvana vaIsiraeri, “Muchanonoka kusvikira riniko kupinda nokutora nyika, yamakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu?
Shona 2009?
Zvino Joshua akati kuvana vaIsiraeri, "Muchanonoka kusvikira rinhiko kupinda nokutora nyika, yamakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joshua akati kuvana VaIsiraeri, “Muchanonoka kusvikira rinhiko kupinda nokutora nyika, yamakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu?