Joshua 18:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀitsaurirei ʋarume ʋatatu kurudzi rumŋe norumŋe, ini ndiʋatume, ʋasimuke ʋafambe nenyika, ʋagorondedzera nhaka yaʋo; ipapo ʋaʋuye kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvitsaurirei varume vatatu kurudzi rumwe norumwe. Ndichavatuma kuti vanoshora nyika uye kuti vagonyora vachirondedzera zvayakaita maererano nenhaka imwe neimwe. Ipapo vachadzoka kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipei varume vatatu vatatu padzinza ndivatume kuti vasimuke vandomema nyika iyi yose, vanyore vachiitsanangudza maererano nenhaka ichava yedzinza nedzinza, vozodzokera kuno kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvitsaurirei varume vatatu kurudzi rumwe norumwe, ini ndivatume, vasimuke vafambe nenyika, vagorondedzera nhaka yavo; ipapo vauye kwandiri.
Shona 2009?
Zvitsaurirei varume vatatu kurudzi rumwe norumwe, ini ndivatume, vasimuke vafambe nenyika, vagorondedzera nhaka yavo; ipapo vauye kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvitsaurirei varume vatatu kurudzi rumwe norumwe, ini ndivatume, vasimuke vafambe nenyika, vagorondedzera nhaka yavo; ipapo vauye kwandiri.