Joshua 18:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanofanira kuiganhura ʋaciita migoʋe minomŋe; ʋaJuda ʋanofanira kugara panyika yaʋo kurutiʋi rwezasi, ʋuye ʋeimba yaJosefa ʋanofanira kugara panyika yaʋo kurutiʋi rwokumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kuganhura kuti iite zvikamu zvinomwe. Judha anofanira kuramba ari munyika yezasi uye imba yaJosefa munyika yokumusoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavaikamure muzvikamu zvinomwe. VokwaJudha ngavarambe vari kumaodzanyemba, vokwaJosefiwo vari kwavo kuchamhembe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanofanira kuiganhura vachiita migove minomwe; vaJudha vanofanira kugara panyika yavo kurutivi rwezasi, uye veimba yaJosefa vanofanira kugara panyika yavo kurutivi rwokumusoro.
Shona 2009?
Vanofanira kuiganhura vachiita migove minomwe; vaJudha vanofanira kugara panyika yavo kurutivi rwezasi, uye veimba yaJosefa vanofanira kugara panyika yavo kurutivi rwokumusoro.
Shona SUB 2002 Bible
Vanofanira kuiganhura vachiita migove minomwe; vaJudha vanofanira kugara panyika yavo kurutivi rwezasi, uye veimba yaJosefa vanofanira kugara panyika yavo kurutivi rwokumusoro.