Joshua 19:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mugoʋe wecitatu wakapiwa ʋana ʋaZeburuni, nemhuri dzaʋo; muganho wenhaka yaʋo wakaȿika paSaridi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugove wechitatu wakapiwa kuna Zebhuruni, imba neimba: Muganhu wenyika yavo waisvika kuSaridhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugove wakapiwa vedzinza rokwaZebhuruni mhuri nemhuri ndowakava wechitatu kubuda pachin'ange. Muganhu wenyika yavo yenhaka yaindosvika kuSaridhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mugove wechitatu wakapiwa vana vaZebhuruni, nemhuri dzavo; muganhu wenhaka yavo wakasvika paSaridhi.
Shona 2009?
Mugove wechitatu wakapiwa vana vaZebhuruni, nemhuri dzavo; muganhu wenhaka yavo wakasvika paSaridhi.
Shona SUB 2002 Bible
Mugove wechitatu wakapiwa vana vaZebhuruni, nemhuri dzavo; muganhu wenhaka yavo wakasvika paSaridhi.