Joshua 19:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muganho waʋo wakakwira kumaʋirazuʋa, kuȿikira paMarara, ndokuȿikira paDabesheti, ndokuȿikira kurukoʋa rwaiʋa pamberi peJokneami;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wainanga kumavirira uchisvika kuMarara, ndokundobata Dhabhesheti, uye waitandavara kusvika kurwizi ruri pedyo neJokineami.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Waizobva wonanga nokumadokero kusvikira kuMareari uchindobatana neDhabhesheti wondosvika kukakova kari kumabvazuva kweJokuneamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muganhu wavo wakakwira kumavirazuva, kusvikira paMarara, ndokusvikira paDhabhesheti, ndokusvikira kurukova rwaiva pamberi peJokineamu;
Shona 2009?
Muganhu wavo wakakwira kumavirazuva, kusvikira paMarara, ndokusvikira paDhabhesheti, ndokusvikira kurukova rwaiva pamberi peJokineamu;
Shona SUB 2002 Bible
Muganhu wavo wakakwira kumavirazuva, kusvikira paMarara, ndokusvikira paDhabhesheti, ndokusvikira kurukova rwaiva pamberi peJokineamu;