Joshua 19:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kubva paSaridi wakadzokera kumabvazuʋa, kunoɓuɗa zuʋa, kuȿikira kumuganho weKisroti‐tabori, ndokuɓuɗira kuDaberati, ndokukwira Jafia;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakanga uchidzokera kumabvazuva uchibva kuSaridhi wakananga kumabvazuva uchienda kunyika yeKisiroti Tabhori ndokupfuurira kuDhabherati uchindokwidza kuJaifa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Waibvirawo kuSaridhi wonanga nechokumabvazuva kusvikira kumuganhu neKisirotitabhori wopfuura wosvika kuDhabherati hoyo wokwidza kuJafia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kubva paSaridhi wakadzokera kumabvazuva, kunobuda zuva, kusvikira kumuganhu weKisiroti‐tabhori, ndokubudira kuDhabherati, ndokukwira Jafia;
Shona 2009?
kubva paSaridhi wakadzokera kumabvazuva, kunobuda zuva, kusvikira kumuganhu weKisiroti-tabhori, ndokubudira kuDhabherati, ndokukwira Jafia;
Shona SUB 2002 Bible
kubva paSaridhi wakadzokera kumabvazuva, kunobuda zuva, kusvikira kumuganhu weKisiroti–tabhori, ndokubudira kuDhabherati, ndokukwira Jafia;